Maranatha Global

The Spirit and the bride say, “Come!” – Rev. 22:17

14
Apr

zimbabwe-mapEsther and Vashti- Esther 1v12

Esther 1v12 – “…Asi vahosi Vashti vakaramba kuuya sezvavakanga varairwa namambo nomuromo wavaranda; ipapo mambo akatswamwa kwazvo…”

Buku yaEsteri inopa kufanana kwamadzimai maviri, vakanga vari madzimai amambo Ahashveroshi. Mambokadzi Vashti ndivo vahosi mambokadzi Estere vepiri. Mambo Ahashveroshi vaitonga nyika dzose dzePesia, humambo hukuru kwazvo panyik apanguva iyi. Bhibheri irinopa kuti madzimai ake ape chiporofita chekereke yakatendeka neisina kutendeka. Kereke yakatendeka ndiyo yaKristu, Mambo wamadzimambo naShe wamadzishe. (Efeso 5v2527). Nyaya dzizhinji dzinoratidza madzimai maviri kuti aratidzekereke yakatendeka (yaKristu) nekereke isina kutendeka.Sarah naHagar, Hannah, bnaPenninah, Abigail naMichal, Maria naMarita – ose anotidzidzsa chidzidzo chakakosha nezvemusiyano pakati pekereke yakatendeka nekereke isina kutendeka, kubva  mumaonero aMwari.

continue

Tags : , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , ,
Category : Shona (ChiShona) | Blog
8
Feb

zimbabwe-map1NDEDZIPI MHUKA INA MUBHUKU RA ZVAKAZARURWA

Zvakazarurwa 4v6-8 –

Mifananidzo yaJesu yechiporofita mubhaibheri inotora  zvimiriro zvakasiyana. Kutanga kune zviratidzo zvechiporofita, sewhayana yechibairo, ropa pamisuvo munaExodus, Areka, chingwa newaini zvakaratidzwa naMelchizedek, zvichidaro.

Chepiri,  nhau dzechiporofita, zviitiko sekubuda kwevana ve Israeri muEgipita(Exodus)(zvichiratidza  kutorwa kwekereke, kuroorwa kwa Rute naBouz (zvichimirira kubatanidzwa kwekereke yakatendeka naJesu,) Kuparadzwa kweSodoma neGomora (zvichireva kutambudzika kukuru), nezvakadaro. Zvitiko izvi zvakaitika kare, sai Mwari vakazvichengeta muShoko kuti vati dzidzise nezvebasa ravo roruponeso.

continue

Tags : , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , ,
Category : Shona (ChiShona) | Blog
3
Dec

zimbabwe-flag-mapKUSATYA NEKUSANYARA – (CONFIDENT AND UNASHAMED)

1 John 2v28-29 – “Zvino, vana vaduku, garai maari, kuti, kana achizovoneswa, tive nokusatya, tirege kunyadziswa vo pamberi pake pakuvuya kwake. Kana muchiziviva kuti iye wakrurama, zivai vo kuti mumwe nomumwe unoita zvakarurama wakaberekwa naye.”

continue

Tags : , , , , , , , , , , , , , , , , , , , ,
Category : Shona (ChiShona) | Blog
20
Nov

zimbabwe1SILVER IN THEIR SACKS

Genesis 42v27-28

Zvino mumwe wavo wakati achisunungura homwe yake, kuti ape mbongoro yake zvokudya pavakavata usiku, akawana mari yake; heyo yakanga iri mumuromo wehomo yake. Akati kuhama dzake: Mari yangu yadzoswa; heyi iri mohomo yangu ; ipapo vakavora mwoyo , vakataririna, vachibvunda, vakati: Chinyiko ichi chataitirwa naMwari?

Munyaya iyi, vakoma vaJosefa vanoenda kuEgipita kunotenga chikafu mugore renzara. Havana kunge vaziva kuti munun’una wavo Josefa wavakambenge vatengesa semuranda mokore mazhinji akange apfuura. Ndiye akange aitwa mutariri wechikafu muEgipita. Vakoma vake havana kumurangarira, asi iye akavaziva pakareo paakavaona.

continue

Tags : , , , , , , , , , , , , , , , , , , , ,
Category : Shona (ChiShona) | Blog
7
Nov

zimbabwe-flag-mapMuenzaniso Wapauro: Ndakafa Pachezvangu, Ndinoraramira Basa Ramwari (Paul’s Example; Death To Self, Living For God’s Work)

[download the document as a PDF: MUENZANISO WAPAURO]

VaGaratia 2:20

Ndakaroverwa pamuchinjikwa pamwe chete naKristu; handichiri ini ndinorarama, asi Kristu unorarama mandiri; kurarama uku kwandinorarma munyama zvino, ndinorarama nokuenda kuri muMwanakomana waMwari wakandida akazvipa nokuda kwangu.

Pauro wakafa pachezvake aka raramira Kristu woga.  Kushanduka kwake kuva mukristu kakanga kusiri kokugamuchira kutenda kutsva nemafungiro bedzi – asi, akashandura nzira yezvaaita nayo zvinhu zvose.  Ichokwadi kuti akashundura maonero aKristu (2 Cor 5:16).  Pauro iinzwisisa kuti Jesu akamufira, aifanira kufanira kufa pachake, oregera kuzviraramira nezvishuwo zvake, nekutanga kuraramira Kristu.  Wakaparidza kuti munhu wose aite zvimwezvo.

continue

Tags : , , , , , , , , , , , , , , , , , , , ,
Category : Shona (ChiShona) | Blog
18
Oct

zimbabweTSAMBA KUKEREKE IRI PAFIRADERFIA – PART TWO (Letter to Philadelphia pt.2)

Zvakazarurwa 3:7-13

“Nyorera mutumwa we kereke iripa Firaderfia uti :zvanzi naiye mutsvene,iye une key ya Davidi,iye unoti kana azarura hakuna unopfiga, kana apfiga hakuna uno zarura, ndinoziva mabasa ako,(tarira, ndakisa pamberi pako mukova wakazarurwa hakuna unga gona kuupfiga),kuti unesimba shoma hako, wakachengeta shoko rangu ukasaramba zita rangu.

[Muzvidzidzo zvpfuura munyaya iyi zvitsanangura nezvetsamba nomwe mubhuku yazvakZarurwa nekuwiriran nenguva dzaksiyana munhahu yekereke. Kana usina kuwana zvidzidzo zvokutanga tizivise]

continue

Tags : , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , ,
Category : Shona (ChiShona) | Blog
15
Sep

zimbabwe-map11 Korinte 12:7-19 – “Asi mumwe nomumwe unopiwa kuratidzwa koMweya, kuti vose vabasirwe.  Nokuti mumwe unopiwa noMweya shoko rovuchenjeri, mumwe shoko rokuziva noMweya iwoyu; mumwe, kutenda muMweya iwoyu; mumwe, zvipo zvokuporesa muMweya iwoyu; mumwe kuita mabasa esimba; mumwe, kuporofita; mumwe, kuzivisisa mweya; mumwe, marudzi endimi…”

1 Korinte 13:8-12 - “Rudo harungotoperi; zvino kana kuri kuprofita, kuchabviswa; kana kuri kuziva, kuchabviswa.   Nokuti tinoziva zvisikakwana, tinoprofita zvisakakwana; asi kana zvakakwana zvasvika, izvo zvisakakwana zvichabviswa.  Ini ndichiri mwana ndaitaura somwana, ndaifunga somwana; zvino zvandava murume ndabvisa zinhu zvomwana.  Nokuti zvino tinovona pachivonivoni, tisinga voni kwazvo; sainenguva iyo tichavona neziso zvakatarisana; zvino ndinoziva zvisakakwana asi nenguva ndichaziva zvakakwana neni vo.”

Pauro akanyora zvipo zvinomwe zvomweya muna 1 Korinte 12.  Mweya mutsvene uchiri kupa zvipo ivzi nanhasi.

continue

Tags : , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , , ,
Category : Shona (ChiShona) | Blog
9
Sep

zimbabwe-flag-map2 Timotio 4:13 – “…Nguwo yandakasiya paTroa kuKarpo, uvuye nayo pakuvuya kwako, nebuku, zvikuru magwaro amatebge…”

Izvi zvinoita kunge zvisina basa pakupedzisira kwetsamba yaPauro kuna Timotio asi zvine shoko remweya mutsvene yedu nhasi. Tinorangarira kuti shoko rose rakafemerwa naMwari uye rinobatsira pakudzidzisa, pakuraira, nokururamisa, uye nokuranga mukururama. (2 Timotio 3:16)

continue

Tags : , , , , , , , , , , , , , , , , , , , ,
Category : Shona (ChiShona) | Blog
25
Aug

zimbabwe11 Petro 1:8-11 -  Iye wamunoda kunyangwe musina-kumuona; iye wamunotenda kwaari, kunyangwe musingamuone zvino, muchifara zvikuru nomufaro usingagoni kutaurwa, uzere nokubwinya; muchipiwa chinovavarirwa nokutenda kwenyu, ndirwo roponeso rwemweya yenyu. Ruponeso urwu rwakabvunziswa nokunzvera kwazvo navaporofita, vakaprofita zvenyasha dzamaizoitirwa imi, vachinzvera kuti nguva ndeipi, kana yakadini, yakataurwa noMweya waKristu, wakanga uri mukati mavo, nguva yaakapupura kare zvokutambudzika kwaKristu, nokubginya kunozotevera izvozvo.

continue

Tags : , , , , , , , , , , , , , , , ,
Category : Shona (ChiShona) | Blog
21
Aug

zimbabwe-flag-mapVAVAKIDZANI VEMUKADZI WESAMARIA

Johani 4:28-29, 39-42

Ipapo mukadzi akasiya chirongo chake, akenda muguta, akati kuvanhu;vuyai muvone munhu akandiudza zvose zvandakaita.  Kouyu handiti ndiye Kristu here? Vakabuda muguta vaenda kwaaari… “Zvino vaSamaria vazhinji vegutairo vakatendakwaari neshoko romukadzi, wakapupura, achiti; Wandiudzazvose zvandakaita.  Zvino vaSamaria vakati vachisvika kwaari, vakamunyengetera kuti agare navo; akagara’po mazuva maviri.  Navazhinji vakatenda nshoko rake.  Vakati kumukadzi;hatichatendi nokureva kwako tazvinzwira toga, tinoziva kuti uyu ndiye Muponesi wenyika zvirokwazvo.

continue

Tags : , , , , , , , , , ,
Category : Shona (ChiShona) | Blog