Language of Zimbabwe, as well as parts of Zambia, Botswana, and Mozambique. Estimated total speakers=more than 7 million
Zakazarurwa 11:16 Ipapa vakuru vana makumi maviri navana vanogara pazvigaro zvavo pamberi paMwari, vakawira pasi nezviso zvavo vakanamata Mwari.
Magwaro aya ano tsanangura rumbidzo dzenziyo kudenga apo Mwari vachinge vapedza basa ravo – ipapo mwanakomana Jesu achadzoka panyika kuzvovaka humambo hwavo panyika. Pakarepo idzidziso yakakosha kuvatendi venguva ino.
Vakuru- Makumi- maviri- nemana- vakuru makumi maviri nena vakataurwa nezvavo kazinji chose mu bhuku raZvakazarurwa. Vakuru vanogara vakakomberdza chigaro cha Mwari kudenga vakapfeka nguvo chena nekorona dzendarama [Zvakazarurwa 4:4] Basa ravo ririrekunamata Mwari mutsvene nekusingaperi – asi zvisikwa zvina [sezvatakatsanangura muzvidzidzo zvakapfura] zvichiimba dziyo dzerumbidzo, ipapo vakuru vanovata pasi zviso zvakatarisa pasi vachizvininipisa vachirumbidza [Zvakazarurwa 4:7-11] vachirara vaka zvambarara vachikoshesa rumbidzo ya Mwari. Uye vakuru vanovata pasi nechiso panguva dzakakosha, vachiremekedza pamwechete nekunamata Mwari muponesi [Zakazarurwa 5:8, 5:28, 7:11, 11:16, 19:4] vangonamati pedzi; shoko rinotaura kuti mumwe we vakuru akatarisa Johani uyo ayiva nemuono, akataura naye [Zvakazarurwa 5:5, 7:13-14. continue
Hwamanda Yechinomwe Zvakazarurwa 11:15 Â (The Seventh Trumpet – Revelation 11:15)
Zvakazarurwa 11:15 – Zino mutumwa wechinomwe wakaridza hwamanda;manzwi makuru akavapo kudenga achiti Vushe bgenyika bgava bgaShe wedu,naKristu wake;
Zvakazarurwa 11 ndiyo iripakati pebhuku, ipapa Mwari vanotiyeuchidza kurikuyenda zvinhu zvese. Ipapo Krisitu vanodzoka kuzotonga rini narini ne avo vachange vakakunda.zvimwe zvese zviribhuku razvakazarurwa zvinotiudza nezvemagumo, kwete nhano dzezviitiko zvekumagumo.
Ngirozi ye Chinomwe – sezvandakatsanangura muzvidzidzo zvakapfura, Zvakazvarurwa irimuzvikamu zvakapetwa zvina. Nomwe mubhaibheri inoreva kukwaniswa.
The Lamb With Seven Horns And Seven Eyes – Revelation 5:6-7
Zvakazarurwa 5:6-7 - “Zvino ndakawona pakati pechigaro peushe nezvisikwa zvipenyu zvina, napakati paVakuru, Gwaiana, rimire rakaita serakabaiwa rinenyanga nomwe nemeso manomwe iyi Mweya minomwe yaMwari, yakatumwa kunyika yose. Iro rikavuya rikatora buku muruoko rworudyi rwaiye akanga akagara pachigaro choushe
Zvakazarurwa 5 inotiratidza imba yechigaro chaMwari kumusoro kudenga, uye inotidzidzisa nezvekutenda kwedu. Uye inotiratidza kutonga kwaMwari, uye yotiratidza kukosha kwa Kiristu kwete vamwe vanhu kana zvimwe zvimweya. Vhesi ya9 inotidzidzisa kuti tiri vaKristu nokuti wakatitenga neropa rake.
Gwayana Rine Nyanga Ne Maziso Manomwe – Zvakazarurwa 5:6-7 (SHONA – Lamb With 7 Horns & 7 Seven Eyes)
Zvakazarurwa 5:6-7
“Zvino ndakawona pakati pechigaro peushe nezvisikwa zvipenyu zvina, napakati paVakuru, Gwaiana, rimire rakaita serakabaiwa rinenyanga nomwe nemeso manomwe iyi Mweya minomwe yaMwari, yakatumwa kunyika yose. Iro rikavuya rikatora buku muruoko rworudyi rwaiye akanga akagara pachigaro choushe
Zvakazarurwa 5 inotiratidza imba yechigaro chaMwari kumusoro kudenga, uye inotidzidzisa nezvekutenda kwedu. Uye inotiratidza kutonga kwaMwari, uye yotiratidza kukosha kwa Kiristu kwete vamwe vanhu kana zvimwe zvimweya. Vhesi ya9 inotidzidzisa kuti tiri vaKristu nokuti wakatitenga neropa rake.
Magwaro Egwayana – Zvakazarurwa5:1-5 (Shona – The Scroll and the Lamb)
Zvakazarurwa5:1-5
Zvino ndakavona muruvoko rworudyi rwaiye wakanga agree pachigaro choushe bhuku ranyorwa mukati nekunze kwayo, yakanamatidzwa nezvesimbiso zvinomwe.Ipapo ndakavona mutumwa unesimba zchidanidzira nezwi guru achiti:Ndianiko wakafanira kuti azarure bhuku iyi nokusungunura zvisimbisozvayo asi kwakanga kusina munhu kudenga nepanyika wakagona kuzarura bhuku iyi kana kutarira mairi. Zvino mumwe wavakuru akati kwandiri; usacheme hako hako tarira shumba yorudzi ya Juda, Mudzi waDavidi, yakakunda kuti izarure bhuku yezvisimbiso zvayo zvinomwe.
Kushamba Tsoka Dzevadzidzi
Washing the Disciples Feet
John 13 5-10 – Zvino akadira mvura mumudziyo , akatanga kushambidza tsoka dzavadzidzi vake, akadzipisika nemucheka, wakanga akazvisunga nawo. Akasvika kuna Simoni Petro, iye akati kwaari, zvandiri kuita haungazvizivi ikozvino, asi uchazvizivamumashure. Petro akati kwaari : hamungato shambidze tsoka dzangu nokusingaperi: Jesu akapindura akati:kana ndikasakushambidza hauna mugove neni. Simoni Petro akati kwaari: dzirege kuva tsoka dzangu bedzi asi mavoko angu nomusorowangu vo.
Kazhinji vanhu ve ku Israel vpfeka masandorosi kwete shangu. Tsoka dzavo dzawanzova neguruva kazhinji apa pavaifamba. Dzaiva tsika dzavo dzoku geza tsoka dzemunhu waiva akushanyira.
Esteri 8:8 – Anotaura Zinesimba Achishandisa Zvinyorwa nesimba Re ring Yambambo
Esteri 8:8 – “Zvino imi vo chinyorerai vaJuda, sezvamunoda, nezitaramambo, muzvisimbise nechindori chamambo; harungashandurwi nemhunhu.â€
Tsika dzechiPersian vaiva nemirairo yaishamisa mumatare avo – murairo wamambo wakanga usingarambike uye waisabviswe. Izvi zvaipa dambudziko kuna mambo kana vavekuda kuchinja izvo vanenge varaira – Vaisa kwanisa kusandura izvo vataura (Danire 6:11-15 pane imwe nyaya yakanetsa). Mubhuku raEstri,nzira bedzi iyo mambo aikwanisa kubvisa zvaareva pakutanga ndeye kuisa mumwe mrairo unoramba zvaataura pakutanga.
MUFANANIDZO WE MATARENDA
PARABLES OF THE TALENTS: Mathew 25:14-19
14 nekuti zvakafanana nomunhu wakaenda kuneimwe nyika, akadana varanda vake, akavapa pfuna yake. 15 Akapa mumwe materenda mashanu, mumwe maviri, mumwe rimwe, mumwe nemumwe zvakwanira simba rake; akaenda kuimwe nyika: 16 Pakarepo iye, wakapiwa materenta mashanu akaenda akaita mhindu nawo, akawana mamwe mashanu. Saizvozvo akapiwa maviri akawana maviri. Asi wakapiwa rimwe wakaenda akanochera pasi achaviga mari yashe pasi. 19 Nguva huru yakati yapfuura, ishe wavaranda ivavo kasvika akagadzirira mashoko navo.
Hunhu we Muviri wa Kristu (Characteristics of the Body of Christ) – I Corinthians 12 :12-14
Nokuti somuviri urimumwe, mitezo mizhinji, nemitezo yose yomuviri, kunyange irimizhinji, muviri ndomumwe chete; wakadaro wa Kristu. 13 Nokuti muMweya mumwe isu tose takakabhapatidzwa mumuviri mumwe; kana tiriva Juda kana va Giriki, kana veranda, kana vakasununguka; isu tose takamwiswa paMweya mumwe. 14 Nokuti muviri hauzi mutezo mumwe asi mizhinji
Nhengo imwe neimwe mumuviri wemunhu unotowana chikamu chawo pahupenyu humwe inokosha we munhu – nhengo yega yega inoto vimba nomuviri kuti irarame.
Ndimanya Munzira Ye Mirairo Wenyu (I RUN IN THE PATH OF YOUR COMMANDS-Psalm 119:32)
Mapisarema 119:32 Ndichamhanya nenzira yemirairoyenyu kana munenge makurisa mwoyo wangu/kana masungunura mwoyo wangu.
Ndichamhanya nenzira-Ndima iri kutidzidzisa nezvenzira yatinofanira kumhanya tiri. Nokuda KwaMwari anoita hurongwa wehupenyu hwedu, iota kuti tifambe takasungunuka, uye anoita tikure nekukasika pamweya. Mwari haasi chinhu chokuti chingatitemera. Hakusi kuti tingadzokere mumashure muhupenyu, asi Mwari anotisvitsa apo paanoda kuti tisvike tika teerera mushoko rake. Kwete kuti tingafunge kuti Bhaibheri rinezvinyorwa zvomutemo zvatisingafaniri kuputsa, tinofanira kufunga nezvaro kuti rinotiisira nzira yatinofanira kufamba nayo muhupenyu.